Gango: Musanganiswa weNhetembo

Gango: Musanganiswa weNhetembo - Paperback

$13.48
Sale price  $13.48 Regular price 
Skip to product information
Gango: Musanganiswa weNhetembo

Gango: Musanganiswa weNhetembo - Paperback

$13.48
Sale price  $13.48 Regular price 

by Diana Vito (Author), Rumbi Chen (Author), @Pope Francis Muzofa (Author)

Gango rinowanikwa nemhando dzakasiyana munyika dzakawanda. Mazita akasiyana asi chinangwa chimwechete, chinova kusanganisa. Naizvozvo bhuku "Gango musanganiswa weNhetembo" unonyurura mitauro nemadingindira akasiyana. Zvese izvi zvinokangwa kuburitsa mutakunanzva uno, "Gango". Mukati imomo munowana Shona, Ndebele, Chirungu, Chichewa nemimwe mitauro inowanikwa muZimbabwe. Zvisinei, Shona neChirungu zvakati wandei. Nhetembo idzi dzinobata kunaka kweZimbabwe, rudo, mari, kushungurudzwa kwevanhukadzi, mukondombera, Kisimusi, hushamwari hwezvirokwazvo nekuchecheudzwa pamwe nezvimwe zvakadaro. Zvese zvinovaraidza kuverenga kana kuteerera. Zvakadaro, chinyorwa chino ndechekuvaraidza pfungwa nenguva, kudzora ndangariro nezvimwewo zvinokurudzira vanhu kugarisana zvakanaka.

Number of Pages: 80
Dimensions: 0.17 x 9 x 6 IN
Publication Date: January 25, 2025

You may also like